SOULJAH LOVE~MAGETSI
LYRICS FOR THE HOOTEST NEW SINGLE
FROM SOULJAHLUV PRO BY LEVELS
FROM SOULJAHLUV PRO BY LEVELS
INTROOO
Muzhaninga Family
KunaBilly , Chimombe naMunyaradzi
Agripa Nhengo
Aaah Chief Mungwende ndimi munhu
wacho
Ndikati Rovai Mhandu
Vaudze Moto unoti NGANDU NGANGU
NaMegaman handisi uya Boyaman
Ndinopisa futi maBattyman
Jigga vaudze ndakatsiga
CHORUS X 2
Nekuti ndineMagetsi
Haaonekwe neTestimeter
Energy isina kana anoCalculater
Handisi musaladhi
Mbatya dzinondiFitta
Ende ukadhibha pamangoma
Ini ndoDefeater
VERSE 1
Kana ukaona Jenny
Wega waona ndiripaDen
Nyangwe zvikanzi
Mundege ndiripaJourney
HANDIITE ININI HANDIITE ININI
Eeeh ndinopedzerana navo
Nekuti ndinomuGwinha
Matsaga ndomabinha
Kuvarova kunge pena
Kana ukandidenha
Mugehena watokena
Ende haufe wakaTena
CHORUS X 2
Nekuti ndine Magetsi
Haaonekwe neTestimeter
Energy isina kana anoCalculater
Handisi muSaladhi
Mbatya dzinondiFitta
Ende ukadhibha pamangoma
Ini ndoDefeater
VERSE 2
Nekuti ndinenge Jay-z
Kana ukandiona ndaimba
Ndopaunosara uri zii
Unoshaya kuti ko zvabva nepi
ChimuSaladhi kunge ChimuKaradhi
Kunge chimuCoward
Mangoma ndokutambira Karate
Vazviona mangoma kuti ndiriNaughty
Nemangoma ndichatotenga Boat kana
Goat kana kunokupinza muCourt
Nekuti rangu iDHABUKA
Eeeeh unozviona Kaa Ndakabuka
Pandamabika pandinege ndatsika
Pandinosvika ndini Chibababa
CHORUS X 2
Nekuti kaa ndineMagetsi
Haaonekwe neTestimeter
Energy isina kana anoCalculater
Handisi muSaladhi
Mbatya dzondiFitta
Ende ukadhibha pamangoma
Ini ndoDefeater
VERSE 3
Magetsi asiri ekuZesa
Vaudze magetsi anokusiya akupisa
Nekuti inini Magetsi anopfuura Solar
Gara wandiCaller nekuti ndinosiya ndakubata Kola
Magetsi acho haaCalculateke
Magetsi ekuti haazivike
Magetsi ekuti wega unodhomoka
unongovhomoka
Ndakubata neDhabuka
Nekuti angoMagetsi anemaWatts anemaWeights
Ndichifambisa mazhets nemaRates
NdineMaths
Vazviona nyangwe mumaStreets
Ngoma dzikunaka kunge zviwitsi
OUTRo
Saka vachune Chibaba chineMagetsi
Haaonekwe neTestimeter
Energy isina kana anoCalculater
Handisi muSaladhi
Mbatya mbatya dzacho
Tanga tirimapatya
Ndajamba kunge datya
Magetsi ah ah ah
Vaudze kuti ka Magetsi anokugwinha
Ndati angu Magetsi
Aah ukandiona unogaira mazhetsi ndichikuitira Maths
Saka ariMagetsi ndini munhu anobata nemagetsi
Vamwe varikuti aah Magetsi ayenda
But ndovaenda nekuti ndini ndirimukuru kuMagetsi
HWA hahahahahahahahaaha!!!
Muzhaninga Family
KunaBilly , Chimombe naMunyaradzi
Agripa Nhengo
Aaah Chief Mungwende ndimi munhu
wacho
Ndikati Rovai Mhandu
Vaudze Moto unoti NGANDU NGANGU
NaMegaman handisi uya Boyaman
Ndinopisa futi maBattyman
Jigga vaudze ndakatsiga
CHORUS X 2
Nekuti ndineMagetsi
Haaonekwe neTestimeter
Energy isina kana anoCalculater
Handisi musaladhi
Mbatya dzinondiFitta
Ende ukadhibha pamangoma
Ini ndoDefeater
VERSE 1
Kana ukaona Jenny
Wega waona ndiripaDen
Nyangwe zvikanzi
Mundege ndiripaJourney
HANDIITE ININI HANDIITE ININI
Eeeh ndinopedzerana navo
Nekuti ndinomuGwinha
Matsaga ndomabinha
Kuvarova kunge pena
Kana ukandidenha
Mugehena watokena
Ende haufe wakaTena
CHORUS X 2
Nekuti ndine Magetsi
Haaonekwe neTestimeter
Energy isina kana anoCalculater
Handisi muSaladhi
Mbatya dzinondiFitta
Ende ukadhibha pamangoma
Ini ndoDefeater
VERSE 2
Nekuti ndinenge Jay-z
Kana ukandiona ndaimba
Ndopaunosara uri zii
Unoshaya kuti ko zvabva nepi
ChimuSaladhi kunge ChimuKaradhi
Kunge chimuCoward
Mangoma ndokutambira Karate
Vazviona mangoma kuti ndiriNaughty
Nemangoma ndichatotenga Boat kana
Goat kana kunokupinza muCourt
Nekuti rangu iDHABUKA
Eeeeh unozviona Kaa Ndakabuka
Pandamabika pandinege ndatsika
Pandinosvika ndini Chibababa
CHORUS X 2
Nekuti kaa ndineMagetsi
Haaonekwe neTestimeter
Energy isina kana anoCalculater
Handisi muSaladhi
Mbatya dzondiFitta
Ende ukadhibha pamangoma
Ini ndoDefeater
VERSE 3
Magetsi asiri ekuZesa
Vaudze magetsi anokusiya akupisa
Nekuti inini Magetsi anopfuura Solar
Gara wandiCaller nekuti ndinosiya ndakubata Kola
Magetsi acho haaCalculateke
Magetsi ekuti haazivike
Magetsi ekuti wega unodhomoka
unongovhomoka
Ndakubata neDhabuka
Nekuti angoMagetsi anemaWatts anemaWeights
Ndichifambisa mazhets nemaRates
NdineMaths
Vazviona nyangwe mumaStreets
Ngoma dzikunaka kunge zviwitsi
OUTRo
Saka vachune Chibaba chineMagetsi
Haaonekwe neTestimeter
Energy isina kana anoCalculater
Handisi muSaladhi
Mbatya mbatya dzacho
Tanga tirimapatya
Ndajamba kunge datya
Magetsi ah ah ah
Vaudze kuti ka Magetsi anokugwinha
Ndati angu Magetsi
Aah ukandiona unogaira mazhetsi ndichikuitira Maths
Saka ariMagetsi ndini munhu anobata nemagetsi
Vamwe varikuti aah Magetsi ayenda
But ndovaenda nekuti ndini ndirimukuru kuMagetsi
HWA hahahahahahahahaaha!!!
